Eksodho 15:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jah* ndiye simba rangu nemudziviriri wangu, nekuti ava ruponeso rwangu.+ Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukudza.+ Zvakazarurwa 19:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+
2 Jah* ndiye simba rangu nemudziviriri wangu, nekuti ava ruponeso rwangu.+ Uyu ndiye Mwari wangu, uye ndichamurumbidza;+ Mwari wababa vangu,+ uye ndichamukudza.+
6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+