Pisarema 97:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 97 Jehovha ava Mambo!+ Nyika ngaifare.+ Zvitsuwa zvizhinji ngazvipembere.+ Isaya 52:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Dzakanaka sei mumakomo tsoka dzeuya ari kuuya nemashoko akanaka,+Iye ari kuzivisa rugare,+Iye ari kuuya nemashoko akanaka ezvinhu zvakanaka,Iye ari kuzivisa ruponeso,Iye ari kuti kuZiyoni: “Mwari wako ava Mambo!”+ Zvakazarurwa 11:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Uye manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava Umambo hwaShe wedu+ nehwaKristu wake,+ uye iye* achatonga samambo nariini nariini.”+
7 Dzakanaka sei mumakomo tsoka dzeuya ari kuuya nemashoko akanaka,+Iye ari kuzivisa rugare,+Iye ari kuuya nemashoko akanaka ezvinhu zvakanaka,Iye ari kuzivisa ruponeso,Iye ari kuti kuZiyoni: “Mwari wako ava Mambo!”+
15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Uye manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava Umambo hwaShe wedu+ nehwaKristu wake,+ uye iye* achatonga samambo nariini nariini.”+