Dheuteronomi 29:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 ‘Pandaikutungamirirai kwemakore 40 murenje,+ zvipfeko zvenyu hazvina kusakara, uye shangu dzaiva mutsoka dzenyu hadzina kusakara.+ Nehemiya 9:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Kwemakore 40 makavapa zvekudya murenje.+ Hapana chavaishaya. Nguo dzavo hadzina kusakara,+ uye tsoka dzavo hadzina kuzvimba. Pisarema 23:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Jehovha ndiye Mufudzi wangu.+ Hapana chandichashayiwa.+ Pisarema 34:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ityai Jehovha, imi mese vatsvene vake,Nekuti vaya vanomutya havana chavanoshayiwa.+ כ [Kaph] 10 Kunyange shumba dzine simba* dzakasvika pakuva nenzara,Asi vaya vanotsvaga Jehovha havana chakanaka chavachashaya.+
5 ‘Pandaikutungamirirai kwemakore 40 murenje,+ zvipfeko zvenyu hazvina kusakara, uye shangu dzaiva mutsoka dzenyu hadzina kusakara.+
21 Kwemakore 40 makavapa zvekudya murenje.+ Hapana chavaishaya. Nguo dzavo hadzina kusakara,+ uye tsoka dzavo hadzina kuzvimba.
9 Ityai Jehovha, imi mese vatsvene vake,Nekuti vaya vanomutya havana chavanoshayiwa.+ כ [Kaph] 10 Kunyange shumba dzine simba* dzakasvika pakuva nenzara,Asi vaya vanotsvaga Jehovha havana chakanaka chavachashaya.+