Zvirevo 10:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Uchenjeri hunowanikwa pamiromo yemunhu anonzwisisa,+Asi shamhu ndeyemusana wemunhu asina pfungwa.*+ Zvirevo 20:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Kusvuuka nemaronda zvinobvisa* uipi,+Uye kurohwa kunochenesa munhu nechemukati. Zvirevo 26:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Tyava ndeyebhiza, matomu ndeedhongi,+Uye shamhu ndeyemisana yemapenzi.+ Ruka 12:48 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 48 Asi uya asina kunzwisisa, ndokuita zvinhu zvinorovesa, acharohwa zvishoma. Chokwadi, munhu wese akapiwa zvizhinji, zvizhinji zvichadiwa kwaari, uye uya ane zvizhinji zvakaiswa mumaoko ake, kwaari kunotarisirwawo zvakatowanda kudarika zvaakapiwa.+ VaHebheru 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Nekuti kana shoko rakataurwa pachishandiswa ngirozi+ rakazoratidza kuti nderechokwadi, uye kudarika kwese nekusateerera kwese kwakawana chirango maererano nekutonga kwakarurama,+
13 Uchenjeri hunowanikwa pamiromo yemunhu anonzwisisa,+Asi shamhu ndeyemusana wemunhu asina pfungwa.*+
48 Asi uya asina kunzwisisa, ndokuita zvinhu zvinorovesa, acharohwa zvishoma. Chokwadi, munhu wese akapiwa zvizhinji, zvizhinji zvichadiwa kwaari, uye uya ane zvizhinji zvakaiswa mumaoko ake, kwaari kunotarisirwawo zvakatowanda kudarika zvaakapiwa.+
2 Nekuti kana shoko rakataurwa pachishandiswa ngirozi+ rakazoratidza kuti nderechokwadi, uye kudarika kwese nekusateerera kwese kwakawana chirango maererano nekutonga kwakarurama,+