Joshua 7:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 VaIsraeri vatadza. Vaputsa sungano+ yangu yandakavarayira kuti vachengete. Vakatora chimwe chinhu chaiva pazvinhu zvaifanira kuparadzwa,+ vakachiba,+ vakachiviga pazvinhu zvavo.+ Joshua 7:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Anobatwa aine chinhu chinofanira kuparadzwa achapiswa nemoto,+ iye nezvinhu zvake zvese, nekuti aputsa sungano+ yaJehovha uye nekuti aita zvinonyadzisa muIsraeri.”’”
11 VaIsraeri vatadza. Vaputsa sungano+ yangu yandakavarayira kuti vachengete. Vakatora chimwe chinhu chaiva pazvinhu zvaifanira kuparadzwa,+ vakachiba,+ vakachiviga pazvinhu zvavo.+
15 Anobatwa aine chinhu chinofanira kuparadzwa achapiswa nemoto,+ iye nezvinhu zvake zvese, nekuti aputsa sungano+ yaJehovha uye nekuti aita zvinonyadzisa muIsraeri.”’”