1 Samueri 13:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Asi iye zvino umambo hwako hahusi kuzogara.+ Jehovha achatsvaga munhu anodiwa nemwoyo wake,+ uye Jehovha achamugadza kuti ave mutungamiriri wevanhu vake,+ nekuti hauna kuteerera zvawakarayirwa naJehovha.”+ Pisarema 89:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Ndakawana mushumiri wangu Dhavhidhi;+Ndakamuzodza nemafuta angu matsvene.+ Mabasa 13:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Paakamubvisa, akasarudza Dhavhidhi kuti ave mambo,+ uya waakapupura nezvake achiti: ‘Ndawana Dhavhidhi mwanakomana waJese,+ munhu anodiwa nemwoyo wangu;+ achaita zvinhu zvese zvandinoda.’
14 Asi iye zvino umambo hwako hahusi kuzogara.+ Jehovha achatsvaga munhu anodiwa nemwoyo wake,+ uye Jehovha achamugadza kuti ave mutungamiriri wevanhu vake,+ nekuti hauna kuteerera zvawakarayirwa naJehovha.”+
22 Paakamubvisa, akasarudza Dhavhidhi kuti ave mambo,+ uya waakapupura nezvake achiti: ‘Ndawana Dhavhidhi mwanakomana waJese,+ munhu anodiwa nemwoyo wangu;+ achaita zvinhu zvese zvandinoda.’