RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 12:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Ndinotaura naye pachena takatarisana chiso nechiso,*+ kwete nezvirahwe; uye iye anoona zvakaita Jehovha. Saka nei musina kutya kutaura zvakaipa nezvemuranda wangu, Mozisi?”

  • 1 Samueri 24:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Akati kuvarume vake: “Hazvitomboiti mukuona kwaJehovha kuti ndiitire ishe wangu, muzodziwa waJehovha, zvinhu zvakadaro nekusimudza ruoko rwangu kuti ndimurwise, nekuti iye muzodziwa waJehovha.”+

  • 1 Samueri 26:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Zvisinei, Dhavhidhi akati kuna Abhishai: “Usamubaya, nekuti ndiani angasimudza ruoko rwake kuti arwise muzodziwa waJehovha+ oramba asina mhosva?”+

  • 1 Samueri 31:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Sauro akabva ati kumutakuri wezvombo zvake: “Vhomora bakatwa rako undibaye naro, kuti varume ava vasina kuchecheudzwa+ varege kuuya kuzondibaya, vondiitira utsinye.” Asi mutakuri wezvombo zvake akanga asingadi kumubaya, nekuti aitya chaizvo. Saka Sauro akatora bakatwa racho, akawira pariri.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe