RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 86:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Ndirayiridzei nezvenzira yenyu, haiwa Jehovha.+

      Ndichafamba muchokwadi chenyu.+

      Batanidzai mwoyo wangu* kuti utye zita renyu.+

  • Pisarema 119:36
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 36 Itai kuti mwoyo wangu ude zviyeuchidzo zvenyu,

      Kwete kuti uchive pfuma.*+

  • 2 VaTesaronika 3:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Ishe ngaarambe achitungamirira mwoyo yenyu zvakanaka, kuti mude Mwari+ uye kuti mutsungirire+ nekuda kwaKristu.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe