RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 27:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Ndirayiridzeiwo munzira yenyu Jehovha,+

      Nditungamirirei mugwara rekururama nekuda kwevavengi vangu.

  • Pisarema 119:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Haiwa Jehovha,+ ndidzidzisei nzira yemirau yenyu,

      Uye ndichaitevera kusvikira kumagumo.+

  • Pisarema 143:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Itai kuti mangwanani ndinzwe rudo rwenyu rusingachinji,

      Nekuti ndinovimba nemi.

      Ndizivisei nzira yandinofanira kufamba nayo,+

      Nekuti ndinotendeukira kwamuri.

  • Isaya 54:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Vanakomana* vako vese vachadzidziswa naJehovha,+

      Uye rugare rwevanakomana* vako ruchava rukuru.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe