RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 16:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Nekuti maziso aJehovha ari kutarisa-tarisa pasi pese+ kuti aratidze simba rake achibatsira vaya vane mwoyo wakaperera* kwaari.+ Waita zveupenzi panyaya iyi; kubvira zvino uchagara uchirwiswa.”+

  • Pisarema 18:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Mwari wechokwadi ndiye anondipa simba,*+

      Uye achaita kuti nzira yangu ive muchechetere.+

  • Isaya 40:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Anopa munhu akaneta simba

      Uye simba rizere kune vaya vasina simba.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe