12 Izvi zvakaitika pavakanga vari vashoma,+
Vari vashomanana, uye vari vatorwa munyika yacho.+
13 Vaifamba vachibva kune rumwe rudzi vachienda kune rumwe,
Vachibva kune humwe umambo vachienda kune vamwe vanhu.+
14 Haana kurega mumwe munhu achivadzvinyirira,+
Asi akatsiura madzimambo nekuda kwavo,+
15 Achiti, “Musabata vazodziwa vangu,
Uye musaitira vaprofita vangu zvakaipa.”+