1 Madzimambo 8:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 “Asi chokwadi Mwari angagara panyika here?+ Onai! Hamungakwani mumatenga, mumatenga ekumatenga;+ ko kuzoti muimba iyi yandavaka!+ Isaya 66:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 66 Zvanzi naJehovha: “Denga ndiro chigaro changu cheumambo uye nyika ndiyo chitsiko chetsoka dzangu.+ Saka mungandivakira imba yakaita sei,+Uye nzvimbo yangu yekuzororera iri kupi?”+ Mabasa 17:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Mwari akaita nyika nezvinhu zvese zviri mairi ndiye Ishe wedenga nenyika,+ saka haagari mutemberi dzakaitwa nemaoko;+
27 “Asi chokwadi Mwari angagara panyika here?+ Onai! Hamungakwani mumatenga, mumatenga ekumatenga;+ ko kuzoti muimba iyi yandavaka!+
66 Zvanzi naJehovha: “Denga ndiro chigaro changu cheumambo uye nyika ndiyo chitsiko chetsoka dzangu.+ Saka mungandivakira imba yakaita sei,+Uye nzvimbo yangu yekuzororera iri kupi?”+
24 Mwari akaita nyika nezvinhu zvese zviri mairi ndiye Ishe wedenga nenyika,+ saka haagari mutemberi dzakaitwa nemaoko;+