Ezekieri 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 “‘Zvino kana munhu akaipa akasiya zvivi zvake zvese, akachengeta mirau yangu, oita zvakanaka uye zvakarurama, acharamba achirarama. Haazofi.+ Mabasa 3:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 “Saka pfidzai+ zvivi zvenyu, mutendeuke+ kuti zvivi zvenyu zvidzimwe,+ kuti nguva yekuzorodzwa iuye ichibva kuna Jehovha pachake*
21 “‘Zvino kana munhu akaipa akasiya zvivi zvake zvese, akachengeta mirau yangu, oita zvakanaka uye zvakarurama, acharamba achirarama. Haazofi.+
19 “Saka pfidzai+ zvivi zvenyu, mutendeuke+ kuti zvivi zvenyu zvidzimwe,+ kuti nguva yekuzorodzwa iuye ichibva kuna Jehovha pachake*