23 “‘Zuva iroro,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto, ‘ndichakutora iwe mushumiri wangu Zerubhabheri+ mwanakomana waSheatiyeri,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye ndichaita kuti uite serin’i ine chidhindo, nekuti ndiwe wandakasarudza,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto.”