Dheuteronomi 31:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Pandinovapinza munyika yandakapikira madzitateguru avo,+ nyika inoyerera uchi nemukaka,+ vodya, voguta,+ vobudirira,* vachatsaukira kune vamwe vanamwari, vovashumira, vorega kundiremekedza, voputsa sungano yangu.+ Dheuteronomi 32:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Jeshuruni* paakanga akora, akakava zvekuratidza kupanduka. Wakora, wasimba, uye wafuta.+ Saka akasiya Mwari akamusika,+Akazvidza Dombo reruponeso rwake. Vatongi 2:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vakasiya Jehovha Mwari wemadzibaba avo, uyo akavabudisa munyika yeIjipiti.+ Uye vakatevera vamwe vanamwari, ivo vanamwari vemarudzi aiva akavapoteredza,+ uye vakavakotamira, vakagumbura Jehovha.+
20 Pandinovapinza munyika yandakapikira madzitateguru avo,+ nyika inoyerera uchi nemukaka,+ vodya, voguta,+ vobudirira,* vachatsaukira kune vamwe vanamwari, vovashumira, vorega kundiremekedza, voputsa sungano yangu.+
15 Jeshuruni* paakanga akora, akakava zvekuratidza kupanduka. Wakora, wasimba, uye wafuta.+ Saka akasiya Mwari akamusika,+Akazvidza Dombo reruponeso rwake.
12 Vakasiya Jehovha Mwari wemadzibaba avo, uyo akavabudisa munyika yeIjipiti.+ Uye vakatevera vamwe vanamwari, ivo vanamwari vemarudzi aiva akavapoteredza,+ uye vakavakotamira, vakagumbura Jehovha.+