Pisarema 10:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuzvikudza kwake, munhu akaipa haaedzi kuongorora zvinhu;Mupfungwa dzake anongoti: “Hakuna Mwari.”+ Pisarema 10:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Anoti mumwoyo make: “Mwari akanganwa.+ Atendeudza chiso chake. Haatombooni zviri kuitika.”+ Pisarema 73:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti ndakaitira shanje vanozvikudza*Pandaiona rugare rwevanhu vakaipa.+ Pisarema 73:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Vanoti: “Mwari angazviziva sei?+ Wekumusorosoro ane zvaanoziva here?”
4 Nekuzvikudza kwake, munhu akaipa haaedzi kuongorora zvinhu;Mupfungwa dzake anongoti: “Hakuna Mwari.”+