RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 73:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Nekuti ndakaitira shanje vanozvikudza*

      Pandaiona rugare rwevanhu vakaipa.+

  • Pisarema 73:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Vanoti: “Mwari angazviziva sei?+

      Wekumusorosoro ane zvaanoziva here?”

  • Pisarema 94:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Vakaipa vachasvika riini, haiwa Jehovha,

      Vachasvika riini vachipembera nemufaro?+

  • Pisarema 94:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Vanoti: “Jah haaoni;+

      Mwari waJakobho haazvicherechedzi.”+

  • Ezekieri 8:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Akati kwandiri: “Mwanakomana wemunhu, uri kuona here zviri kuitwa nevakuru veimba yaIsraeri murima, mumwe nemumwe ari mudzimba dzemukati makaiswa zvifananidzo zvake? Nekuti vari kuti, ‘Jehovha haasi kutiona. Jehovha abva munyika.’”+

  • Ezekieri 9:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Saka akati kwandiri: “Kukanganisa kweimba yaIsraeri neyaJudha kwakakura zvisingaiti.+ Nyika yazadzwa nekudeura ropa,+ uye guta razara neuori.+ Nekuti vari kuti, ‘Jehovha abva munyika, uye Jehovha haasi kuona.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe