-
Pisarema 95:10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Kwemakore 40 ndaisemeswa nechizvarwa ichocho, uye ndakati:
“Ivo vanhu vanogara vachitsauka mumwoyo yavo;
Havasati vava kuziva nzira dzangu.”
-
-
VaHebheru 3:10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
10 Ndokusaka ndakatsamwiswa nechizvarwa ichi ndikati: ‘Vanogara vachitsauka mumwoyo yavo, uye havasati vava kuziva nzira dzangu.’
-