Pisarema 10:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuzvikudza kwake, munhu akaipa haaedzi kuongorora zvinhu;Mupfungwa dzake anongoti: “Hakuna Mwari.”+ Pisarema 10:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Anoti mumwoyo make: “Mwari akanganwa.+ Atendeudza chiso chake. Haatombooni zviri kuitika.”+ Pisarema 73:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti ndakaitira shanje vanozvikudza*Pandaiona rugare rwevanhu vakaipa.+ Pisarema 73:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Vanoti: “Mwari angazviziva sei?+ Wekumusorosoro ane zvaanoziva here?” Isaya 29:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vane nhamo vaya vanoshanda nesimba kuti vavanzire Jehovha zvavanoronga.*+ Mabasa avo anoitirwa munzvimbo ine rima,Vachiti: “Ndiani anotiona? Ndiani anoziva nezvedu?”+
4 Nekuzvikudza kwake, munhu akaipa haaedzi kuongorora zvinhu;Mupfungwa dzake anongoti: “Hakuna Mwari.”+
15 Vane nhamo vaya vanoshanda nesimba kuti vavanzire Jehovha zvavanoronga.*+ Mabasa avo anoitirwa munzvimbo ine rima,Vachiti: “Ndiani anotiona? Ndiani anoziva nezvedu?”+