-
1 VaKorinde 8:5, 6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Nekuti kunyange variko vanonzi vanamwari, kungava kudenga kana panyika,+ sezvo kuine “vanamwari” vakawanda uye “madzishe” akawanda, 6 kwatiri kunongova naMwari mumwe chete,+ ivo Baba,+ kunova ndiko kunobva zvinhu zvese, uye isu tiri vake;+ uye kuna Ishe mumwe chete, iye Jesu Kristu, zvinhu zvese zviripo naye,+ nesu tiripo naye.
-