Eksodho 15:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+ Pisarema 95:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti Jehovha ndiMwari mukuru,Mambo mukuru kupfuura vamwe vanamwari vese.+ Pisarema 97:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Wekumusorosoro ari kumusoro kwenyika yese;Makakwirira kupfuura vamwe vanamwari vese nekure.+
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+ Ndiani akafanana nemi, ari kuratidza kuti mukuru pautsvene?+ Imi munofanira kutyiwa nenziyo dzekurumbidza, imi munoita zvishamiso.+
9 Nekuti imi, haiwa Jehovha, ndimi Wekumusorosoro ari kumusoro kwenyika yese;Makakwirira kupfuura vamwe vanamwari vese nekure.+