RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaHebheru 3:7-11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Saka sekutaura kunoita mweya mutsvene kuti,+ “Nhasi kana mukateerera inzwi rake, 8 musaomesa mwoyo yenyu sepaya pamakaita kuti ndishatirwe zvikuru, sepazuva remuedzo murenje,+ 9 pandakapikiswa nemadzitateguru enyu achindiedza, kunyange zvazvo akanga aona mabasa angu kwemakore 40.+ 10 Ndokusaka ndakatsamwiswa nechizvarwa ichi ndikati: ‘Vanogara vachitsauka mumwoyo yavo, uye havasati vava kuziva nzira dzangu.’ 11 Saka ndakapika ndakatsamwa ndichiti: ‘Havazopindi muzororo rangu.’”+

  • VaHebheru 4:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 iye anosarudzazve rimwe zuva nekutaura pashure penguva refu mupisarema raDhavhidhi achiti “Nhasi”; sekutaurwa kwamboitwa pamusoro apa kuti, “Nhasi kana mukateerera inzwi rake, musaomesa mwoyo yenyu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe