RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 34:6, 7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Jehovha akanga achipfuura nepamberi pake achizivisa kuti: “Jehovha, Jehovha, Mwari ane ngoni+ netsitsi,*+ anononoka kutsamwa+ uye azere nerudo rusingachinji,*+ nechokwadi,*+ 7 anoratidza rudo rusingachinji kuzviuru,+ anoregerera kukanganisa, kutadza uye chivi,+ asi haazombosiyi munhu ane mhosva asina kurangwa,+ anoranga vanakomana nevazukurukomana nemhaka yekukanganisa kwemadzibaba avo kusvikira kuchizvarwa chechitatu nechizvarwa chechina.”+

  • Dheuteronomi 7:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Munonyatsoziva kuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wechokwadi, Mwari akatendeka, anochengeta sungano yake uye ane rudo rusingachinji kuzviuru zvezvizvarwa zvevaya vanomuda uye vanochengeta mirayiro yake.+

  • Pisarema 98:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Akayeuka rudo rwake rusingachinji uye kutendeka kwake kuimba yaIsraeri.+

      Nyika yese yakaona ruponeso rwakaitwa naMwari wedu.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe