VaHebheru 7:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 (nekuti zvechokwadi variko vanhu vakava vapristi pasina mhiko yakapikwa, asi uyu akava mupristi pachiita zvekupikwa naiye* akati: “Jehovha* akapika mhiko, uye haazochinji mwoyo,* ‘Iwe uri mupristi nekusingaperi’”),+ VaHebheru 7:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Nekuti Mutemo unogadza vanhu vasina simba kuti vave vapristi vakuru,+ asi shoko remhiko+ yakapikwa pashure peMutemo rinogadza Mwanakomana, uyo akaitwa kuti ave akakwana+ nekusingaperi.
21 (nekuti zvechokwadi variko vanhu vakava vapristi pasina mhiko yakapikwa, asi uyu akava mupristi pachiita zvekupikwa naiye* akati: “Jehovha* akapika mhiko, uye haazochinji mwoyo,* ‘Iwe uri mupristi nekusingaperi’”),+
28 Nekuti Mutemo unogadza vanhu vasina simba kuti vave vapristi vakuru,+ asi shoko remhiko+ yakapikwa pashure peMutemo rinogadza Mwanakomana, uyo akaitwa kuti ave akakwana+ nekusingaperi.