Pisarema 2:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Regai ndizivise murau waJehovha;Akati kwandiri: “Ndiwe mwanakomana wangu;+Nhasi ndava baba vako.+ Pisarema 110:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Jehovha akapika mhiko, uye haazochinji mwoyo:* “Iwe uri mupristi nekusingaperi+Sezvakanga zvakaita Merekizedheki!”+
4 Jehovha akapika mhiko, uye haazochinji mwoyo:* “Iwe uri mupristi nekusingaperi+Sezvakanga zvakaita Merekizedheki!”+