Jobho 28:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Uye akati kumunhu: ‘Inzwa! Kutya Jehovha ndihwo uchenjeri,+Uye kusiyana nezvakaipa ndiko kunzwisisa.’”+ Zvirevo 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweruzivo.+ Mapenzi chete ndiwo anozvidza uchenjeri uye kurayirwa.*+ Muparidzi 12:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Iyi ndiyo mhedziso yenyaya yacho pashure pekunge zvese zvanzwikwa: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake,+ nekuti ichi ndicho chinhu chikuru chinofanira kuitwa nemunhu.+
28 Uye akati kumunhu: ‘Inzwa! Kutya Jehovha ndihwo uchenjeri,+Uye kusiyana nezvakaipa ndiko kunzwisisa.’”+
13 Iyi ndiyo mhedziso yenyaya yacho pashure pekunge zvese zvanzwikwa: Itya Mwari wechokwadi+ uchengete mirayiro yake,+ nekuti ichi ndicho chinhu chikuru chinofanira kuitwa nemunhu.+