Pisarema 43:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+ Izvi ngazvinditungamirire;+Ngazvinditungamirire kugomo renyu dzvene nekutebhenekeri yenyu huru.+ Zvirevo 6:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Nekuti murayiro irambi,+Uye mutemo chiedza,+Uye kutsiurwa kwaunoitwa uchirayirwa* ndiyo nzira inoenda kuupenyu.+ Isaya 51:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nditeererei, haiwa imi vanhu vangu,Ndinzwei imi rudzi rwangu.+ Nekuti mutemo uchabva kwandiri,+Uye ndichaita kuti kururama kwangu kuve chiedza kumarudzi.+ VaRoma 15:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Nekuti zvinhu zvese zvakanyorwa kare zvakanyorerwa kuti tirayiridzwe,+ kuti tive netariro+ inobva pakutsungirira kwedu+ uye pakunyaradza kunobva muMagwaro. 2 Timoti 3:16, 17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Magwaro ese akafemerwa naMwari+ uye anobatsira pakudzidzisa,+ pakutsiura, pakururamisa zvinhu,* pakurayira* zvakarurama,+ 17 kuti munhu waMwari ave nyanzvi, aine zvese zvaanoda pakuita mabasa ese akanaka. 2 Petro 1:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka takawedzera kuvimba kwatinoita neshoko reuprofita, uye muri kuita zvakanaka nekuteerera shoko racho, iro rakaita serambi+ rinovheneka munzvimbo ine rima, imo mumwoyo menyu, (kusvikira ava mambakwedza uye nyeredzi yemangwanani+ yabuda).
3 Tumai chiedza chenyu nechokwadi chenyu.+ Izvi ngazvinditungamirire;+Ngazvinditungamirire kugomo renyu dzvene nekutebhenekeri yenyu huru.+
23 Nekuti murayiro irambi,+Uye mutemo chiedza,+Uye kutsiurwa kwaunoitwa uchirayirwa* ndiyo nzira inoenda kuupenyu.+
4 Nditeererei, haiwa imi vanhu vangu,Ndinzwei imi rudzi rwangu.+ Nekuti mutemo uchabva kwandiri,+Uye ndichaita kuti kururama kwangu kuve chiedza kumarudzi.+
4 Nekuti zvinhu zvese zvakanyorwa kare zvakanyorerwa kuti tirayiridzwe,+ kuti tive netariro+ inobva pakutsungirira kwedu+ uye pakunyaradza kunobva muMagwaro.
16 Magwaro ese akafemerwa naMwari+ uye anobatsira pakudzidzisa,+ pakutsiura, pakururamisa zvinhu,* pakurayira* zvakarurama,+ 17 kuti munhu waMwari ave nyanzvi, aine zvese zvaanoda pakuita mabasa ese akanaka.
19 Saka takawedzera kuvimba kwatinoita neshoko reuprofita, uye muri kuita zvakanaka nekuteerera shoko racho, iro rakaita serambi+ rinovheneka munzvimbo ine rima, imo mumwoyo menyu, (kusvikira ava mambakwedza uye nyeredzi yemangwanani+ yabuda).