Pisarema 101:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Hapana munhu anonyengera achagara mumba mangu,Uye hapana munhu anonyepa achamira pamberi pangu.* Pisarema 119:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Bvisai pandiri nzira yeunyengeri,+Uye ratidzai kuti munondifarira nekundipa mutemo wenyu. Pisarema 119:104 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 104 Mirayiro yenyu inoita kuti ndiite zvinhu nekuchenjera.+ Ndokusaka ndichivenga nzira dzese dzenhema.+
104 Mirayiro yenyu inoita kuti ndiite zvinhu nekuchenjera.+ Ndokusaka ndichivenga nzira dzese dzenhema.+