Eksodho 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehovha murwi ane simba.+ Jehovha ndiro zita rake.+ 1 Samueri 17:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 Uye vanhu vese vari pano vachaziva* kuti Jehovha haaponesi nebakatwa kana kuti nepfumo,+ nekuti kurwa ndekwaJehovha,+ uye achakuisai mese mumaoko edu.”+ 2 Makoronike 20:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Akati: “Inzwai, imi vaJudha vese nemi vagari vemuJerusarema naMambo Jehoshafati! Zvanzi naJehovha kwamuri, ‘Musatya kana kuvhundutswa neboka iri guru revanhu, nekuti kurwa hakusi kwenyu, asi ndekwaMwari.+ Isaya 42:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Jehovha achabuda semurume ane simba.+ Achatanga kushingaira semurwi ane simba.+ Achashevedzera, chokwadi achashevedzera zvinotyisa pahondo;Acharatidza kuti ane simba kupfuura vavengi vake.+
47 Uye vanhu vese vari pano vachaziva* kuti Jehovha haaponesi nebakatwa kana kuti nepfumo,+ nekuti kurwa ndekwaJehovha,+ uye achakuisai mese mumaoko edu.”+
15 Akati: “Inzwai, imi vaJudha vese nemi vagari vemuJerusarema naMambo Jehoshafati! Zvanzi naJehovha kwamuri, ‘Musatya kana kuvhundutswa neboka iri guru revanhu, nekuti kurwa hakusi kwenyu, asi ndekwaMwari.+
13 Jehovha achabuda semurume ane simba.+ Achatanga kushingaira semurwi ane simba.+ Achashevedzera, chokwadi achashevedzera zvinotyisa pahondo;Acharatidza kuti ane simba kupfuura vavengi vake.+