Eksodho 6:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu, Isaka, naJakobho saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuita kuti vandizive+ nezita rangu rekuti Jehovha.+ Isaya 42:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu;Hapana wandinopa kukudzwa kwangu,*Uye handipi kurumbidzwa kwangu kumifananidzo yakavezwa.+
3 Ndaimbozviratidza kuna Abrahamu, Isaka, naJakobho saMwari Wemasimbaose,+ asi handina kuita kuti vandizive+ nezita rangu rekuti Jehovha.+
8 Ndini Jehovha. Ndiro zita rangu;Hapana wandinopa kukudzwa kwangu,*Uye handipi kurumbidzwa kwangu kumifananidzo yakavezwa.+