Dhanieri 6:21, 22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Dhanieri akabva ati kuna mambo: “Raramai nekusingaperi mambo. 22 Mwari wangu atuma ngirozi yake ikavhara miromo yeshumba,+ uye hadzina zvadzandiita,+ nekuti ndawanikwa ndisina mhosva pamberi pake; uyewo hapana chandakakutadzirai imi mambo.” 1 VaKorinde 10:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Hapana muedzo wakauya pamuri kunze kweyagara ichisangana nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka, uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nemuedzo achaitawo nzira yekubuda nayo kuti mukwanise kuutsungirira.+
21 Dhanieri akabva ati kuna mambo: “Raramai nekusingaperi mambo. 22 Mwari wangu atuma ngirozi yake ikavhara miromo yeshumba,+ uye hadzina zvadzandiita,+ nekuti ndawanikwa ndisina mhosva pamberi pake; uyewo hapana chandakakutadzirai imi mambo.”
13 Hapana muedzo wakauya pamuri kunze kweyagara ichisangana nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka, uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nemuedzo achaitawo nzira yekubuda nayo kuti mukwanise kuutsungirira.+