RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 69:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Vaya vanondivenga pasina chikonzero+

      Vakawanda kupfuura bvudzi remusoro wangu.

      Vaya vanoda kundipfuudza,

      Vavengi vangu vanonyengera,* vawanda.

      Ndakamanikidzwa kudzorera zvandakanga ndisina kuba.

  • Johani 15:24, 25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Dai ndakanga ndisina kuita mabasa asina kumboitwa nemumwe munhu pakati pavo, vangadai vasina chivi;+ asi zvino vakandiona uye vakandivenga pamwe naBaba vangu. 25 Asi izvi zvakaitika kuti shoko rakanyorwa muMutemo wavo rizadziswe, rekuti: ‘Vakandivenga pasina chikonzero.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe