Genesisi 39:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Hapana mukuru kwandiri mumba muno, uye hapana kana chaakandirambidza kunze kwenyu, nekuti muri mudzimai wake. Saka ndingaitirei chivi chakakura kudaro ndichitadzira Mwari?”+ 2 Samueri 12:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Dhavhidhi akabva ati kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akapindura Dhavhidhi achiti: “Jehovha akuregereraiwo chivi chenyu.*+ Hamuchafi.+
9 Hapana mukuru kwandiri mumba muno, uye hapana kana chaakandirambidza kunze kwenyu, nekuti muri mudzimai wake. Saka ndingaitirei chivi chakakura kudaro ndichitadzira Mwari?”+
13 Dhavhidhi akabva ati kuna Natani: “Ndakatadzira Jehovha.”+ Natani akapindura Dhavhidhi achiti: “Jehovha akuregereraiwo chivi chenyu.*+ Hamuchafi.+