RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 39:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Hapana mukuru kwandiri mumba muno, uye hapana kana chaakandirambidza kunze kwenyu, nekuti muri mudzimai wake. Saka ndingaitirei chivi chakakura kudaro ndichitadzira Mwari?”+

  • Pisarema 32:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Ndakazoreurura chivi changu kwamuri;

      Handina kufukidza kukanganisa kwangu.+

      Ndakati: “Ndichareurura kudarika kwangu kuna Jehovha.”+

      Uye makaregerera kukanganisa kwangu uye zvivi zvangu.+ (Sera)

  • Pisarema 38:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Ndiri kurwara nemuviri wese* nemhaka yehasha dzenyu.

      Mumapfupa angu hamuna rugare nemhaka yechivi changu.+

  • Pisarema 51:mashoko ekusuma
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • Kumutungamiriri. Rwiyo rwaDhavhidhi, pakauya muprofita Natani kwaari pashure pekunge Dhavhidhi arara naBhati-shebha.+

  • Pisarema 51:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Ndakanyanya kutadzira imi;*+

      Zvandakaita pamberi penyu zvakaipa.+

      Saka makarurama pamunotaura,

      Mitongo yamunopa yakarurama.+

  • Zvirevo 28:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Munhu anofukidza zvivi zvake haazobudiriri,+

      Asi wese anoreurura ozvisiya achanzwirwa tsitsi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe