Pisarema 19:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Kutya Jehovha+ kwakachena, kunoramba kuripo nekusingaperi. Mitongo yaJehovha ndeyechokwadi, yese yakarurama.+ 10 Inodiwa kupfuura goridhe,Kupfuura goridhe rakawanda rakanatswa,+Uye inotapira kupfuura uchi,+ uchi hunoyerera huchibva mumazinga. Pisarema 119:72 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 72 Mutemo wamakazivisa wakandinakira,+Kupfuura goridhe nesirivha zvakawanda.+ Pisarema 119:127 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 127 Ndokusaka ndichida mirayiro yenyuKupfuura goridhe, kunyange goridhe rakanatswa.+ Zvirevo 3:13-15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Anofara munhu anowana uchenjeri+Uye munhu anowana ungwaru;14 Kuhuwana kuri nani pane kuwana sirivha,Uye kuva nahwo* kuri nani pane kuva negoridhe.+ 15 Hunokosha kupfuura matombo ekorari;*Hapana chaunoshuva kuva nacho chingaenzaniswa nahwo.
9 Kutya Jehovha+ kwakachena, kunoramba kuripo nekusingaperi. Mitongo yaJehovha ndeyechokwadi, yese yakarurama.+ 10 Inodiwa kupfuura goridhe,Kupfuura goridhe rakawanda rakanatswa,+Uye inotapira kupfuura uchi,+ uchi hunoyerera huchibva mumazinga.
13 Anofara munhu anowana uchenjeri+Uye munhu anowana ungwaru;14 Kuhuwana kuri nani pane kuwana sirivha,Uye kuva nahwo* kuri nani pane kuva negoridhe.+ 15 Hunokosha kupfuura matombo ekorari;*Hapana chaunoshuva kuva nacho chingaenzaniswa nahwo.