RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 4:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Mwari akapa Soromoni uchenjeri neungwaru hwakakura chaizvo uye akamupawo mwoyo unoziva* zvinhu zvakawanda sejecha riri pamahombekombe egungwa.+

  • 1 Madzimambo 4:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Akanyora* zvirevo+ 3 000 uye nziyo+ dzake dzaiva 1 005.

  • Muparidzi 12:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Kuwedzera pakuva akachenjera, muunganidzi akaramba achidzidzisa vanhu zvaaiziva,+ uye akafungisisa, akatsvagisisa, kuti aunganidze* zvirevo zvizhinji.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe