11 Akati kwavari: “Imi makapiwa chakavanzika chitsvene+ cheUmambo hwaMwari, asi kuvanhu vari kunze zvese zvinongoramba zviri mumifananidzo,+ 12 kuti kunyange vachitarisa, vatarise asi vasingaoni, uye kuti kunyange vachinzwa, vasambobata zviri kutaurwa; uye havafi vakatendeuka kuti vakanganwirwe.”+