Genesisi 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Audzwa izvi, mukadzi akaona kuti muti wacho wakanga wakanakira kudya uye kuti wakanga uchiyevedza,* chokwadi, muti wacho waifadza kutarisa. Saka akatemha muchero wawo akatanga kuudya.+ Akazopawo murume wake paakanga ava naye, akatanga kuudya.+ Genesisi 6:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Zvechokwadi Mwari akatarisa nyika, akaona kuti yakanga yaora; nzira yemunhu wese yakanga yashata panyika.+ Dheuteronomi 32:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ndivo vakaita zvakaipa.+ Havasi vana vake, imhosva yavo.+ Ivo chizvarwa chisina kururama uye chakamonyana!+
6 Audzwa izvi, mukadzi akaona kuti muti wacho wakanga wakanakira kudya uye kuti wakanga uchiyevedza,* chokwadi, muti wacho waifadza kutarisa. Saka akatemha muchero wawo akatanga kuudya.+ Akazopawo murume wake paakanga ava naye, akatanga kuudya.+
12 Zvechokwadi Mwari akatarisa nyika, akaona kuti yakanga yaora; nzira yemunhu wese yakanga yashata panyika.+
5 Ndivo vakaita zvakaipa.+ Havasi vana vake, imhosva yavo.+ Ivo chizvarwa chisina kururama uye chakamonyana!+