Isaya 43:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Imi muri zvapupu zvangu,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,“Mushumiri wangu wandakasarudza,+Kuti muzive uye mutende mandiri,*Monzwisisa kuti ndini iye mumwe chete.+ Hapana mumwe Mwari akanditangira,Uye hapana mumwe akazotevera.+ Isaya 44:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zvanzi naJehovha,Mambo waIsraeri+ uye Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto: ‘Ndini wekutanga uye ndini wekupedzisira.+ Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu.+ Isaya 48:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nditeerere, haiwa iwe Jakobho, uye Israeri wandakashevedza. Ndini iye mumwe chete.+ Ndini wekutanga; uyewo ndini wekupedzisira.+ Zvakazarurwa 1:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Ndini Arufa naOmega,”*+ anodaro Jehovha* Mwari, “Iye aripo, uye aivapo uye ari kuuya, Wemasimbaose.”+
10 “Imi muri zvapupu zvangu,”+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,“Mushumiri wangu wandakasarudza,+Kuti muzive uye mutende mandiri,*Monzwisisa kuti ndini iye mumwe chete.+ Hapana mumwe Mwari akanditangira,Uye hapana mumwe akazotevera.+
6 Zvanzi naJehovha,Mambo waIsraeri+ uye Mudzikinuri wake,+ Jehovha wemauto: ‘Ndini wekutanga uye ndini wekupedzisira.+ Hakuna mumwe Mwari kunze kwangu.+
12 Nditeerere, haiwa iwe Jakobho, uye Israeri wandakashevedza. Ndini iye mumwe chete.+ Ndini wekutanga; uyewo ndini wekupedzisira.+
8 “Ndini Arufa naOmega,”*+ anodaro Jehovha* Mwari, “Iye aripo, uye aivapo uye ari kuuya, Wemasimbaose.”+