Eksodho 6:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “Saka udza vaIsraeri kuti: ‘Ndini Jehovha, uye ndichakubvisai pamabasa anorema evaIjipiti ndokununurai pauranda,+ uye ndichakusunungurai neruoko rwakatambanudzwa* uye nekuvapa mitongo mikuru.+ Jeremiya 50:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Asi Mudzikinuri wavo ane simba.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Chokwadi achavamiririra panyaya yavo,+Kuti azorodze nyika+Uye kuti aunze kusagadzikana pavagari vemuBhabhironi.”+
6 “Saka udza vaIsraeri kuti: ‘Ndini Jehovha, uye ndichakubvisai pamabasa anorema evaIjipiti ndokununurai pauranda,+ uye ndichakusunungurai neruoko rwakatambanudzwa* uye nekuvapa mitongo mikuru.+
34 Asi Mudzikinuri wavo ane simba.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+ Chokwadi achavamiririra panyaya yavo,+Kuti azorodze nyika+Uye kuti aunze kusagadzikana pavagari vemuBhabhironi.”+