Isaya 44:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu,Uye achanyatsoita zvese zvandinofarira’;+Iye ari kuti nezveJerusarema, ‘Richavakwazve,’ Uye nezvetemberi, ‘Faundesheni yako ichavakwa.’”+ Isaya 45:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Zvanzi naJehovha kumuzodziwa wake, kuna Koreshi,+Wandakabata ruoko rwerudyi,+Kuti ndikunde marudzi pamberi pake,+Kuti ndiite kuti madzimambo asare asina zvombo,*Kuti ndimuvhurire masuo ane madhoo maviri,Kuitira kuti magedhi arege kuvharwa: Jeremiya 51:28, 29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Gadzai* marudzi kuti arirwise,Madzimambo eMedhiya,+ magavhuna ayo nevatevedzeri vevatongi vayo,Nenharaunda dzese dzavanotonga. 29 Uye nyika ichadengenyeka, ichadedera,Nekuti zvakafungwa naJehovha pamusoro peBhabhironi zvichaitwa,Kuti nyika yeBhabhironi ive chinhu chinotyisa, isina anogaramo.+
28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu,Uye achanyatsoita zvese zvandinofarira’;+Iye ari kuti nezveJerusarema, ‘Richavakwazve,’ Uye nezvetemberi, ‘Faundesheni yako ichavakwa.’”+
45 Zvanzi naJehovha kumuzodziwa wake, kuna Koreshi,+Wandakabata ruoko rwerudyi,+Kuti ndikunde marudzi pamberi pake,+Kuti ndiite kuti madzimambo asare asina zvombo,*Kuti ndimuvhurire masuo ane madhoo maviri,Kuitira kuti magedhi arege kuvharwa:
28 Gadzai* marudzi kuti arirwise,Madzimambo eMedhiya,+ magavhuna ayo nevatevedzeri vevatongi vayo,Nenharaunda dzese dzavanotonga. 29 Uye nyika ichadengenyeka, ichadedera,Nekuti zvakafungwa naJehovha pamusoro peBhabhironi zvichaitwa,Kuti nyika yeBhabhironi ive chinhu chinotyisa, isina anogaramo.+