RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 33:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Uye akava* mambo muJeshuruni,*+

      Vakuru vevanhu pavakaungana pamwe chete,+

      Pamwe nemadzinza ese aIsraeri.+

  • Pisarema 74:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Asi Mwari ndiye Mambo wangu kubvira kare kare,

      Ari kuita mabasa ekuponesa panyika.+

  • Isaya 33:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Nekuti Jehovha ndiye Mutongi wedu,+

      Jehovha ndiye Anotipa Mutemo,+

      Jehovha ndiye Mambo wedu;+

      Ndiye achatiponesa.+

  • Zvakazarurwa 11:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 vachiti: “Tinokutendai Jehovha* Mwari Wemasimbaose, imi muripo+ uye makanga muripo, nekuti matora simba renyu guru, mukatanga kutonga samambo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe