RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 22:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Ngirozi yaJehovha yakashevedzera kuna Abrahamu kechipiri iri kudenga,

  • Genesisi 22:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 chokwadi ndichakukomborera uye ndichaita kuti vana* vako vawande senyeredzi dzekudenga uye sejecha riri pamhenderekedzo yegungwa,+ uye mwana* wako achaita kuti gedhi revavengi vake rive rake.*+

  • Jeremiya 33:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Ndichaita kuti vana* vemushumiri wangu Dhavhidhi nevaRevhi vari kundishumira vawande seuto rekudenga risingaverengeki uye sejecha regungwa risingayereki.’”

  • Hosiya 1:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “VaIsraeri vachawanda sejecha regungwa risingayereki kana kuverengeka.+ Munzvimbo yavakambonzi, ‘Hamusi vanhu vangu,’+ vachanzi, ‘Vanakomana vaMwari mupenyu.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe