Pisarema 98:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jehovha akaita kuti ruponeso rwake ruzivikanwe;+Akaratidza kururama kwake pamberi pemarudzi.+ Isaya 11:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Pazuva iroro mudzi waJese+ uchamira sechiratidzo* kumarudzi.+ Marudzi achaenda kwaari kuti atungamirirwe,*+Uye nzvimbo yake yekuzororera ichakudzwa. Isaya 52:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Jehovha aisa ruoko rwake rutsvene pachena pamberi pemarudzi ese;+Migumo yese yenyika ichaona mabasa eruponeso aMwari* wedu.+ Mabasa 13:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 Nekuti Jehovha* akatiudza mashoko aya: ‘Ndakakugadzai sechiedza chemamwe marudzi, kuti imi muve ruponeso kusvikira kumigumo yenyika.’”+
10 Pazuva iroro mudzi waJese+ uchamira sechiratidzo* kumarudzi.+ Marudzi achaenda kwaari kuti atungamirirwe,*+Uye nzvimbo yake yekuzororera ichakudzwa.
10 Jehovha aisa ruoko rwake rutsvene pachena pamberi pemarudzi ese;+Migumo yese yenyika ichaona mabasa eruponeso aMwari* wedu.+
47 Nekuti Jehovha* akatiudza mashoko aya: ‘Ndakakugadzai sechiedza chemamwe marudzi, kuti imi muve ruponeso kusvikira kumigumo yenyika.’”+