Dheuteronomi 30:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Jehovha Mwari wako achabva adzosa vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira tsitsi,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ese aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+ Jeremiya 29:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Uye ndichaita kuti mundiwane,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Ndichaunganidza nhapwa dzenyu, ndokuunganidzai muchibva kumarudzi ese nekunzvimbo dzese dzandakakuparadzirai kwadziri,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Uye ndichakudzosai kunzvimbo yandakaita kuti mutapwe muchibviswa mairi.’+ Amosi 9:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+
3 Jehovha Mwari wako achabva adzosa vanhu vako vanenge vatapwa,+ okunzwira tsitsi,+ okuunganidzazve kubva mumarudzi ese aunenge waparadzirwa kwaari naJehovha Mwari wako.+
14 Uye ndichaita kuti mundiwane,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Ndichaunganidza nhapwa dzenyu, ndokuunganidzai muchibva kumarudzi ese nekunzvimbo dzese dzandakakuparadzirai kwadziri,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Uye ndichakudzosai kunzvimbo yandakaita kuti mutapwe muchibviswa mairi.’+
14 Ndichadzosa vanhu vangu vakatapwa, ivo vaIsraeri,+Uye vachavakazve maguta akaitwa matongo vogara maari;+Vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yacho,+Uye vacharima minda vodya michero yayo.’+