-
Pisarema 107:33Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
33 Anochinja nzizi kuti dzive gwenga,
Nezvitubu zvemvura kuti zvive nyika yakaoma,+
-
Pisarema 114:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
114 Israeri paakabuda muIjipiti,+
Imba yaJakobho payakabva pakati pevanhu vaitaura mumwe mutauro,
-
Isaya 42:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Ndichaparadza makomo nezvikomo,
Ndoomesa zvinomera zvazvo zvese.
-
-
Nahumi 1:4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
KuBhashani nekuKameri kuri kuoma,+
Uye maruva eRebhanoni ari kuoma.
-
-
-
-
-