Isaya 42:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Onai! Mushumiri wangu+ wandinotsigira! Iye wandakasarudza,+ wandakafarira!*+ Ndaisa mweya wangu maari;+Achatonga marudzi zvakarurama.+ Isaya 61:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 61 Mweya waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+Nekuti Jehovha akandizodza kuti ndizivise vanyoro mashoko akanaka.+ Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,Kuti ndizivise nezvekusunungurwa kune vaya vakatapwaUye nezvekusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa,+ VaFiripi 2:5-7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ivai nemafungiro aya aivawo naKristu Jesu,+ 6 uyo, kunyange zvazvo aiva mumufananidzo waMwari,+ haana kutombobvira ava nepfungwa yekuda kuzviona seakaenzana naMwari.+ 7 Haana kudaro, asi akazvidurura, akava semuranda,+ akava munhu.*+
42 Onai! Mushumiri wangu+ wandinotsigira! Iye wandakasarudza,+ wandakafarira!*+ Ndaisa mweya wangu maari;+Achatonga marudzi zvakarurama.+
61 Mweya waChangamire Ishe Jehovha uri pandiri,+Nekuti Jehovha akandizodza kuti ndizivise vanyoro mashoko akanaka.+ Akandituma kuti ndisunge maronda evakaora mwoyo,Kuti ndizivise nezvekusunungurwa kune vaya vakatapwaUye nezvekusvinudzwa kwemaziso kuvasungwa,+ VaFiripi 2:5-7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ivai nemafungiro aya aivawo naKristu Jesu,+ 6 uyo, kunyange zvazvo aiva mumufananidzo waMwari,+ haana kutombobvira ava nepfungwa yekuda kuzviona seakaenzana naMwari.+ 7 Haana kudaro, asi akazvidurura, akava semuranda,+ akava munhu.*+
5 Ivai nemafungiro aya aivawo naKristu Jesu,+ 6 uyo, kunyange zvazvo aiva mumufananidzo waMwari,+ haana kutombobvira ava nepfungwa yekuda kuzviona seakaenzana naMwari.+ 7 Haana kudaro, asi akazvidurura, akava semuranda,+ akava munhu.*+