RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 35:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Uye pachava nemugwagwa mukuru,+

      Iyo nzira inonzi Nzira yeUtsvene.

      Munhu asina kuchena haazofambi nayo.+

      Ndeyeuya ari kufamba munzira yacho;

      Hapana benzi richarasika richipinda mairi.

  • Isaya 40:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  3 Inzwi reari kushevedzera murenje riri kuti:

      “Vhurai* nzira yaJehovha!+

      Gadzirirai Mwari wedu mugwagwa mukuru wakati twasu unopfuura nemugwenga.+

  • Isaya 62:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Budai, budai nepamagedhi.

      Gadzirirai vanhu nzira.+

      Gadzirai, gadzirai mugwagwa mukuru.

      Ubvisei matombo.+

      Simudzirai marudzi chiratidzo.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe