Isaya 55:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Tsvagai Jehovha achiri kuwanika.+ Danai kwaari achiri pedyo.+ 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+
6 Tsvagai Jehovha achiri kuwanika.+ Danai kwaari achiri pedyo.+ 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake+Uye munhu anoita zvakaipa ngaasiye kufunga kwake;Ngaadzokere kuna Jehovha, uyo achamunzwira tsitsi,+Kuna Mwari wedu, nekuti achamukanganwira zvikuru.*+