Isaya 44:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu,Uye achanyatsoita zvese zvandinofarira’;+Iye ari kuti nezveJerusarema, ‘Richavakwazve,’ Uye nezvetemberi, ‘Faundesheni yako ichavakwa.’”+ Isaya 65:18, 19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Saka pemberai nemufaro, uye farai nekusingaperi pamusoro pezvandiri kusika. Nekuti inzwai! ndiri kusika Jerusarema kuti rive chikonzero chekufaraUye vanhu varo kuti vave chikonzero chekupembera nemufaro.+ 19 Uye ndichafarira Jerusarema ndopembera nemufaro pamusoro pevanhu vangu;+Mariri hamuzonzwikizve inzwi rekuchema kana kuchema kwevari kutambura.”+
28 Iye ari kuti nezvaKoreshi,+ ‘Ndiye mufudzi wangu,Uye achanyatsoita zvese zvandinofarira’;+Iye ari kuti nezveJerusarema, ‘Richavakwazve,’ Uye nezvetemberi, ‘Faundesheni yako ichavakwa.’”+
18 Saka pemberai nemufaro, uye farai nekusingaperi pamusoro pezvandiri kusika. Nekuti inzwai! ndiri kusika Jerusarema kuti rive chikonzero chekufaraUye vanhu varo kuti vave chikonzero chekupembera nemufaro.+ 19 Uye ndichafarira Jerusarema ndopembera nemufaro pamusoro pevanhu vangu;+Mariri hamuzonzwikizve inzwi rekuchema kana kuchema kwevari kutambura.”+